Kishore Kumar Hits

Tanto Wavie - Mabude lyrics

Artist: Tanto Wavie

album: Amasungura


Youngboy with the key
Munhu wese angori makey
Kana tarova mabude,hatidzoki zvekumhanya mambure
Ndomabude acho kana tasangana
Zvedu kunodya mari yacho
Kungoti murudo,murudo ziva mumwe wako
Ndiwo mabude, iwaya ndiwo mabude
Ndiwo mabude, ehe ka ndiwo mabude acho
Kana atova mabude mabude ma1 ototanga
Inini negang rangu kune mafaro totonanga
Chatinongoda isound,kana tapinda muround
Trapsu ndosound rinofadza vakawanda
Fonera Marabha auye kuno neskunk
Kudhakwa zvekuti vanhu vanoti anipanki
Dj tswinya chingoma chino wobva wachiwedzera kamaWatts
Sean to be founder wemabude ndivo vadadi
Ndomabude acho kana tasangana
Zvedu kunodya mari yacho
Kungoti murudo, murudo ziva mumwe wako
Ndiwo mabude, iwaya ndiwo mabude
Ndiwo mabude, ehe ka ndiwo mabude acho
Tarova mabude,bvunzai isu kudai
Kufara nehusiku kunge tiri zvibheti bheti
Takanonanga kuye, kwatinofara kuye
Vana vose vauye, nokuti kuno ndokunemazheti
Ndomabude acho kana tasangana
Zvedu kunodya mari yacho
Kungoti murudo, murudo ziva mumwe wako
Ndiwo mabude, iwaya ndiwo mabude
Ndiwo mabude, ehe ka ndiwo mabude acho
Zvedu kunodya mari yacho
Kungoti murudo, murudo ziva mumwe wako

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists