Kishore Kumar Hits

Voltz JT - Shamwari Yangu lyrics

Artist: Voltz JT

album: Shamwari Yangu


Painful
They always worry about (pain) yo (painful)
Yo (sa-sa-sa-sa, Salsa Records)
They always worry about kuchemera attention, usachemere attention
'Cause, inini I'll be there
Ma-questions ndokutsvagira ma-answer for everything (for everything)
Sometimes effort ndoyega inebasa
Zvikaramba kumberi I can say ndaka-tryer (unozviziva ndino tryer)
And I always make sure kuti ma-words angu mashoma than ma-actions (actions)
But then (questions, ma-actions) kana wafunga kuita shamwari yangu
Kuita mumwe wangu, then, then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
Then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe)
Usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe wangu (mumwe wangu)
Kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
Nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
Hona handisi munhu wevanhu
Saka ukazobatikira batikira everywhere
Unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time)
Unenge uchindiBhaizira big time (bhaizira)
Hona I don't trust zviri easy (easy)
Munhu wandangandiinaye last time
Before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
Betty akandibhaizira big time
Ndikawana time ndichatsanangura (tsanangura)
Zvekuti last time (last time) ndakabhaizirwa big time
Or I can say ndakavharwa (ndakavharwa), akandi-believisa
She made me feel like ndikabvunza bvunza then ndenge ndakudeepisa
Zvandaiudzwa ndaiti bho (ndaiti bho)
And we were close, close zvekuti ndaigona kutaura ma-secrets andaisafanira kutaura
Pane this guy ainzi ndiye best friend (best friend)
This other guy ainzi he's like a brother to me (brother to me)
Zvese izvi zvazvisina basa to me 'cause I believed kuti nobody can love
Then lie to me at the same time (same time)
I hope hazvindiwane this time (this time), this time ndichakuhwandisa
Vachakutsvaga vokushaya,'cause unenge uri wangu ndiri one
Wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe wangu, then
Then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
Then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe)
Usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe wangu (mumwe wangu)
Kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
Nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
Hona handisi munhu wevanhu
Saka ukazobatikira batikira everywhere
Unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time)
Unenge uchindibhaizira big time (bhaizira)
Hona I don't trust zviri easy (easy)
Munhu wandangandiinaye last time
Before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
Betty akandibhaizira big time

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists