Kishore Kumar Hits

Enzo Ishall - Ahoyi lyrics

Artist: Enzo Ishall

album: Ahoyi


Scarfmore
DJ
Ndochamuri kuda ichocho (pa Blues)
Hee, ehoyi
Chachisati chaibva
But anyway, your scarfmore
Brrr, ahoyi
Aiwa oyi
Eh, ndazvinzwa, inga ndati, ehoyi
NdiKudzanai Mutema Muboyi
Mhoroi, pamusoroi
Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi)
Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa, brrr
Mukati, mukati imomo
Ndine smart rinenge rine pamuromo
Wasangana negudo, wakwira gomo
But, if you don't get it, forget it
Itoziva kuti ndinozviita futi
Nekuti ndogara ndarikoka kunge pfuti
Staera, rimwe ririmo mu boot
Ndini ndine duty rekutakura chimuti
Muma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi)
Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa
Right, for example
Combo, ndasiya vari humble
Handipere kanonaka ini handimbo
Ndini ndiri pakati pekutora nzvimbo
Hurimbo, nokuti ndiri chitofu
Ndinopinda pacho pari tough
Ndovhara ndabva ndakanda mutafu
Haasi mafufu, ndaramba kuperera pahafu
Firimu richapera ndava shefu
(Ku Scarfmore) zheti torifamba kunge road
Musiano wegungwa nemugodhi
Chimboita steady
Nyangwe pazvichanzi change gedhe tenge tichipinda hard
Ahoyi
Aiwa oyi
Eh, ndazvinzwa, inga ndati, ehoyi
Ku-, Kudzanai Mutema Muboyi
Mhoroi, pamusoroi
Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi)
Muma streets ahoyi (ahoyi)
Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa, ahoyi
Muma streets ahoyi (ahoyi)
Aaneganda rakageza ahoyi (ahoyi)
Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi)
Vakapikira kupisa, ahoyi (ahoyi)
Ahoyi (ahoyi)
Muma streets ahoyi (ahoyi)
Ahoyi (ahoyi)
Muma streets ahoyi
Mukati

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists