Tamuka, ndikuku ne-Joker, ndauya ndakaka
Kana muchida huyai, ndogara pazasi apo
Pari kupisa uno-topper
Chimbovhura one reku-popper (mushroom) Finesse?
Ndotanga ndamwaya, ndotanga ndamwaya, mwaya
Ndavhura ndamwaya, ndavhura ndichiti chachaya
Ndotanga ndamwaya, ndotanga ndamwaya, mwaya
Ndavhura ndamwaya
Oye, ane ganda remari, ganda mukaka
Rinovengwa nevese vedaka
Ndokanda Joker, ndodzoka ndovhara mupaka
Ndirikuda naye, asi handisi munhu kwaye
Uyo ndiye, ndiri mudhuze, ndiri mu-near, oye
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary
Ndirikutsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya

Ndakatsoma Hillary (Hillary wekwaMakaya)
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndakatsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya
Ndirikutsoma Hillary, ndakatsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndirikutsoma Hillary, Hillary
Zita ndiKudzi (ndakanda chiraa)
Ndoda mukadzi, ndabvisa nyadzi, tarisa idzi
Nyangwe vakati ndiwe muridzi, ndadzika midzi
Haana hutsi, tora ma-notes, ndabata gotsi
Pakuda Maths, ndati ma-guts, mwana magetsi
Mwana magrrr mwana ma (grrr)
Ndiri murudo boys, haisi bhaizi, guys pa-wise, finesse!
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary
Ndirikutsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary
Ndakatsoma Hillary (Hillary wekwaMakaya)
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndakatsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya
Ndirikutsoma Hillary, ndakatsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndirikutsoma Hillary, Hillary
Aiwa win haisi lose, nyangwe akatosiya juzi
Ndagonyera sezingizi, ndiri kumuvazi
Ganda remari, ganda mukaka, rinovengwa nevese vedaka
Ndokanda Joker, ndodzoka ndovhara mupaka
Ndirikuda naye, asi handisi munhu kwaye
Uyo ndiye, ndiri mudhuze, ndiri mu-near, oye
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary
Ndirikutsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary
Ndakatsoma Hillary (Hillary wekwaMakaya)
Ndirikutsoma Hillary, ndirikutsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndakatsoma Hillary, Hillary wekwaMakaya
Ndirikutsoma Hillary, ndakatsoma Hillary (tsom, tsom)
Ndirikutsoma Hillary (chiraa)
Kana, kana muchida huyai, inga ndati ndogara pazasi apo
Yo, yo ayawan, tirikutsoma nyangwe zvakaoma
Yolanda, finesse, stripe, we
Поcмотреть все песни артиста