Kishore Kumar Hits

Enzo Ishall - Mhamha lyrics

Artist: Enzo Ishall

album: Mhamha


Make Sure, through
Prophet Passion Java, Twabam
Ndipei ndimboimbira vakandizvara
Ndoshaura nemoyo handimbonyara
Mukati memoyo maanogara
Achindinzwa inini ari kufara
Ndimi anyakubereka, anyakutumbura
Ndimi makatakura, makatambura
Ini mwana wenyu, mhamha ndapembera
Ndotanga nekutenda, nhasi ndaombera
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Inzwai mhamha amai vemunhu
Mufaro wandinawo hauna muganhu
Shanu uku shanu, dzarovana shanu
Teerera shanu dzarovana shanu
Ndinoda kutenda pese pamakatemha shamhu, musingatarise mhumhu
Pese pamakabika, pese pamakawacha, pese pamakabvunza zvataura teacher
Mhamha, mhamha, mhamha amai vangu
Mhamha, mhamha, mhamha
Ndimi anyakubereka, anyakutumbura
Ndimi makatakura, makatambura
Ndini mwana wenyu, mhamha ndapembera
Ndotanga nekutenda, inzwa ndaombera
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha vangu (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndoombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Vachabvunza, ndopindura mubvunzo
Vese ndichavaudza kuti muri uto
Ndisingakukanganwei, handikusiyei
Pandinonoisa wangu munamato
Munodadisa, ndovarwisa vanoda kuzvipikisa
Simba rangu riri mamuri, munenge muneni pamunenge muri
Chisiya chizvarwa chako, chikupfekedze nyembe dzako
Ndinoziva shuviro yako, kuyambuka kwemwana wako
Ndimi anyakubereka, anyakutumbura
Imi makatakura, makatambura
Ndini mwana wenyu mhamha, ndapembera
Ndotanga nekutenda, inzwa ndaombera
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera)
Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa)
Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera)
Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera
Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera
Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera
Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera

Fiona, amai Kudzanai, amai Anoe, amai Tafadzwa
Christine Java, amai vaPassion Java, oyee

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists