Kishore Kumar Hits

Enzo Ishall - Gwati lyrics

Artist: Enzo Ishall

album: Gwati


(Levels Production) Chirah chirah chirah
Passion Java mi dan
Uyu akanzi, "Vhara maziso uone magic"
Achingovhara akarohwa gwati rine poison-termic
Kuita kuputika seatomic akatozoponera kuclinic
Ukamubvunza ndokurambira ndoitora nyoka mhenyu ndinyatsokukandira
Ukada kubvunza munovengana, munobva mapesana ooh, amai vangu ooh
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako siyana nayo
Haachada kunzwa nezvayo iyo
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo, itosiyana nayo hako siyana nayo
Gwati, rinovhura munhu kunge bhuku
Rinosunga dama kunge dhuku chiri chi no-look
Zvekuty ndakatomboti istroke iri 1 chete kunge stock
Takawana atota mabhurukwa neweti mumwe akati, "What! Gwati rine kathat!"
Yatove too late kumhanya kutoilet
Iri gwati ramubhendesa panga pari straight
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako, siyana nayo
Haachada kunzwa nezvayo iyo
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako, siyana nayo
Haachada kunzwa nezvayo iyo
Mumwe akati afenda, mumwe akati afa
Kana mati afa uyu takutomushafa
Rima ramugarira kuita kunge sofa, anga akutorota ane mukadzi waPotipha
Dzakamuka pachiUndertaker, handidi kukunyepera ndakamboda kuseka
Ndakabva ndamuseka achinzi wanakirwa
Iye achiti, "saka?"
"Saka wazodonha semusika"
Mbaramatunya, gwati rinosiya mhuno ichipoponya senge Mosiatunya
Aisaziva kuti kune anonyunya, kuti kune anopedza musarinya
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako, siyana nayo haachada kunzwa nezvayo iyo
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako, siyana nayo haachada kunzwa nezvayo iyo
Ukangomubvunza achidya anoti ndaguta
Nyangwe dziri dzaanofarira mbatata nemuto werwatata
Usashamisike achibuda dikita achipukuta
Ramukudubura senge ridhi pakubura
Ndakatomboti ibara richizomukwidibira adonhera pano neuko
Takamuzora sauti ndoinonzi knockout, knockout
Hanzi nebhebhi rake ndakamboda kumubvunza akaburuka
Akati, "Endai henyu nechimota chenyu"
Usamubvunza husiku anorara nebhutsuuu uyu
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana nayo hako, siyana nayo haachada kunzwa nezvayo iyo
Haadi kuinzwa nyaya iyoyo
Usatomboibvunza nyaya iyoyo
Itosiyana-
Levels (Levels Production), Hit Maker Passion Java mi dan
Turoo, chirah

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists