Kishore Kumar Hits

Enzo Ishall - Ndarasa Mbanje lyrics

Artist: Enzo Ishall

album: The Hits

(Levels productions) Throttle, ooi, Levels, Rhibe naFantan
Inini Stallion, Enzo Ishall
Tichitovhara gedhi saka manje
Pandakati, "Mukoma ndinenge ndarasa mbanje"
Zvikanzi, "Usade kundidhonzera katambo kepasaga
Izvezvi vhura gedhi buda hande tinodzitsvaga"
Mukoma vaingofamba vari, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Vakafamba-famba voti, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)

Kana musiri mumunda madzodonhera, mubani
Padhuze nekanzira kanobva kuchibhorani
Mukoma, hanty tazombogara padrain
Dzinenge dzadonha pandamboburitsa phone
Handichanyatsozive asi dzanga dziri umu
Ndambodzibvisa umu ndobvandadzisa umu
Chimira nditarise, dzinogona dziri umu
Vakazviona kuti ndakuita mafirimu
Mukoma vaingofamba vari, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Vakafamba-famba voti, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Tatenderera takadzitsvaga tikadzishaya
Zvazvinoita mvura yabva yatanga kunaya, kuti tikwerete dzarisika tanga
Takwereta takabva tabata muchiuno tanga taneta
Taifamba mbichana mbichana tese takatarisa pasi
Zvikanzi namukoma, "Ita thuuu kubva nhasi"
Vanga vakavhura ziso, ndobva ndamira ndobva ndavati
"Mukoma musasunge face yenyu iyo, kunge tambo dzepabhutsu"
Ndanga ndadhibha kuti ndangandadziisa mubhutsu
Vakacheuka zvikanzi, "Tione, buritsa izvezvi, hunza kuno tidzimone"
Mukoma vaingofamba vari, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Vakafamba-famba voti, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Gore riye randadzidzira kubhema, iro ndiro gore randafinhura mukoma
Taidziwana kure, kure kwana Bhutisi Kalonje
Zvanga zvakaoma kwete kupfava kunge donje
Tichivhara gedhi saka manje pandakati, "Mukoma ndinenge ndarasa mbanje"
Hanzi, "Usade kundidhonzera katambo kepasaga
Izvezvi vhura gedhi, buda, hande tinodzitsvaga"
Mukoma vaingofamba vari, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Vakafamba-famba voti, "Haha, haha, haha, ibvapa (ibva)
Wakutidzosera kwatabva, tikadzishaya ndokukanga kusvika waibva"
Throttle! Ooi! Level, Ribhe naFantan, Chillspot
Ooi, yo Lager, Isaac

Levels production

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists