Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Varikumhanya lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Ghetto D.N.A


Marlon T (Yala Nation)
Mudhara Gogo! Check! Check! Check! Check! Check!Check!
Mudhara Barber
(Vakomana vacho havasi kumira, vari kumhanya)
Danger, Chikonye naChinyeda (follow mi den)
(Asi pakuda speed yaUsain Bolt)
Wale! Wale!
(Because handisi kuziva kuti vari kumhanyiswa nei but vari kumhanya)
Hoi! Hoi! Ho-o
Hanzi pane akawuya necheku-forest Amazon
Chakasiya chatodyarwa naShrek naTarzan before Christ
Nguva yakafamba ma-dragon
Zviri kutonzi chitori nemanyowa e-dragon
Hold on! Iyi haisi nyaya yechamba
Iyi ndichainyorera rimwe nhamba
Maihwe! Maihwe!
Yohwe! Yohwe!
Remember pandakaimba Changamire Dombo
Kusaziva muchafungira wrong dombo
Pamwe ndiwo hwahwa wemusombo-
Maihwe! Maihwe!
Chiona vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Yeah, ndanyorerwa nemapurisa
Hanzi, "Dai watibatsira, mabhanditi haasi kubatika"
"Tichivamhanyisa vari kumhanyiswa"
Ndiye Tawanda mumhanyi
Ndimi mune dzinza revamhanyi
Bvunzai vakuru kuti vana vamhanyiswa nei, kumhanya zvakadai
Mashura! Mashura! Mashura!
Tawona mashura
Mashura! Mashura! 2020 ndewe mashura!
Chiona vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Vakambozama kutaimira varara
Pavakaona zvebara zvaramba
Vakanohwandira pasi pemubhedha
3-4 days hapana aka-emerger
Vakati regai timire mu-shower
Week rakapera, hapana akashamba
Vakandinyorera futi late hour
Vakati, "Dhehwa inga ndimi munogeza."
Ndikati, "Inini hapana chandoziva. Pindai muBenz tichinje ma-gear"
"Asi musandisunge kana vakandisiya"
"Nekuti kana gusheshe chairo vanosiya"
Chiona vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Yeah, ndanyorerwa nemapurisa
Hanzi, "Dai watibatsira, mabhanditi haasi kubatika"
"Tichivamhanyisa vari kumhanyiswa"
Ndiye Tawanda mumhanyi
Ndimi mune dzinza revamhanyi
Bvunzai vakuru kuti vana vamhanyiswa nei, kumhanya zvakadai
Mashura! Mashura! Mashura!
Tawona mashura
Mashura! Mashura! 2020 ndewe mashura!
Chiona vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!
Vari kumhanya, vari kumhanyiswa
Kumhanya, vari kumhanyiswa
Kutsomwa, vari kumhanyiswa
Maihwe! Maihwe!

Yala Nation!

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists