Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Gore Dema lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Gore Dema


Ino iGoredema
Ndaona vanhu vachichema
Chinokubata usina chitema
Amai hwe kani vanhu v
Ooh na na na
Goredema
Ndaona vanhu vachichema
Chinokubata usina chitema
Amai hwe kani
Vanhu vachema
Mufaro uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Mushonga uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Havasi kurara vachichema
Night and day
Night and day
Mwari Baba vachazouya
Vogadzira way
Gadzira way
Taiti gore remabiko, asi
Pasi rese angove mariro, eey
Torasa here tariro
Mwari we toponenswa naniko, eey
Situation came serious
So much for everyone get nervous, eey
Pakati pedu paita deadly virus, saka
We ya fi get caught
Mourning
Mourning
Mourning
Mushonga uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Havasi kurara vachichema
Night and day
Night and day
Mwari Baba vachazouya
Vogadzira way
Gadzira way
Oh mayo mayo
Zvinhu zvatiomera tese kudai
Zvirikurwadza kwese amai kani
Asi Pashoma paunapo
Remember vanotaura
Mwari rangarirai shirikadzi
Rangarirai nhereraaa
Rangarirai pasi rose
Vana venyu rodedera
Tiri muhondo
Tirimuhondo yemumhepo
Asi Mwari ndimi mhinduro
Nemi tine tariro, ooh
Mufaro uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Mushonga uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Havasi kurara vachichema
Night and day
Night and day
Mwari Baba vachazouya
Vogadzira way
Gadzira way
Eey, eey, kuchauya huchi nemukaka
Zvichireva hupenyu hunotapira
Ramangwana rakanaka
Gore rakachena semukaka
Kuchauya huchi nemukaka
Zvichireva hupenyu hunotapira
Remangwana rakanaka
Gore rakachena semukaka
Ndaona vanhu vachichema
Chinokubata usina chitema
Amai hwe kani vanhu vachema
Ooh na na na
Goredema
Ndaona vanhu vachichema
Chinokubata usina chitema
Amai hwe kani vanhu vachema
Mufaro uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Mushonga uchauya in the mourning
Mourning
Mourning
Havasi kurara vachichema
Night and day
Night and day
Mwari Baba vachazouya
Vogadzira way
Gadzira way
Mufaro uchauya in the mourning
(Mourning, mourning)
Mufaro uchauya in the mourning
(Mourning, mourning)
AnaChiremba vachirara
Night and day (Night and day)
Kiribi
Vogadzira way
Gadzira way

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists