Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - 4th Street lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Ndaqatumwa


Check! Check! Check!
Oh my! Oh my!
Mount Zion Music!
Oh-h ah-h oh-h na na na na ye-e
MaVIP
Pane ka-wine kezvimoko, ka-wine kemabhebhi
Saka ini sa-daddy ndakutengera bhebhi
Kanonzi 4th Street not Copa Cabana
Red-white ne-rose
Zvaunoda unozviwana
Kanonzi 4th Street, kanoita u-feele hot
Plus kutonzwa kuti wega unenge wava good
Nguva yandicha-spender newe
Baby ndichafara newe
Uchabvuma pandichatamba newe
Baby ndichafara newe
Ukanopinda rimwe level, ho-o ho-o oh-ho
Anorema ma-level, ho-o ho-o oh-ho
Kuti zvinokunetsa zvese, ndinokanganwa zvese
Kana vavengi vese ndinovamisa vese
Unozvikanganwa uku tichimbodanana
Tisina vanotivhiringa, takavharirana
Nguva yandicha-spender newe
Baby ndichafara newe
Uchabvuma pandichatamba newe
Baby ndichafara newe
Ndiwe uri hwani
Ndiwe wandoda mhani
Ndiwainire mhani
Ndiwainire eh-h, ndiwainire eh-h
Nditambire eh-h, ndiwainire eh-h
Ndiwe uri hwani yeah yeah
Nguva yandicha-spender newe
Baby ndichafara newe
Uchabvuma pandichatamba newe
Baby ndichafara newe

Pane ka-wine kezvimoko, ka-wine kemabhebhi
Saka ini sa-daddy ndakutengera bhebhi
Kanonzi 4th Street not Copa Cabana
Red-white ne-rose
Zvaunoda unozviwana
Kanonzi 4th Street, kanoita u-feele hot
Plus kutonzwa kuti wega unenge wava good
Nguva yandicha-spender newe
Baby ndichafara newe
Uchabvuma pandichatamba newe
Baby ndichafara newe
Nguva yandicha-spender newe
Baby ndichafara newe
Uchabvuma pandichatamba newe
Baby ndichafara newe

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists