Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Get Away lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Ndaqatumwa


Mulife handina pressure
Inini handina pressure
Zvandiri izvozvo handina pressure
Mabhanditi hatina pressure
Vanotivenga hatinei navo
Vanotituka hatinei navo
Vakatimaka hatinei navo
Ivavo hatinei navo
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Ndaneta nevanhu vapenyu
Ndaneta nekahunhu kenyu
Kana huri ihwo hupenyu
Dzosai vakafa kuvapenyu
Ndanzwa nekurasiswa
Pasi ndichibatiswa
Guhwa vachifambisa
Vachida kundisungisa
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Zvandotaura neivo zvavanotaura
Pamusoro pangu inini
Vanoda musoro wangu inini
Haufi wakavafadza
Vanoda paunotadza
Unotovarwadza
Vanoda kuparadza
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Mulife handina pressure
Inini handina pressure
Zvandiri izvozvo handina pressure
Mabhanditi hatina pressure
Vanotivenga hatinei navo
Vanotituka hatinei navo
Vakatimaka hatinei navo
Ivavo hatinei navo
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Get away, get away
Oh, mayo mai
Oh, nah, nah, nah, nah
Malon T, bang, bang, bang
Miss Tawa
Mr Beijing again
Oh, nah, nah, nah, nah
Oh, mayo, mayo, mayo
Oh, nah, nah, nah, nah

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists