Jambai chamba naChamutengure
Vaudze vatambire kure
Ndovarerutsa, ndovaita rure-rure
MaVIP
Vaudze kuti staira haritengwe
Ende futi handipenge
Ndasunga bhurugwa ndiyende
Ndasunga futi mukwende
Vaifunga vachabika zvinonaka
Vaigaya ndivo vega vanonaka
Vakuziva ndini ndega ndakabaka
Chimubhanditi chakachipa chinonaka
It's Cashlibs City
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Sa-actor ndinoita murder, ndinoita murder
Inini ndinoita murder, ndinoita murder
Pafeya ndinofarira zvema-fight
Ndizvo zvinondipinza mukati, zvema-fight
Boxing kana kong-fu yese fight
Street fight, yemabhodhoro fight
Inenge ingori bho bho bho bho
Vachisara nemapono-no-no
Cashlibs bho bho bho bho
Rova mhuno iyoyo
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Sa-actor ndinoita murder, ndinoita murder
Inini ndinoita murder, ndinoita murder
Pamu! Pamu! Pamu!
Ndini hwani anovaonesa horror
Ndavaunganidza se-team yebhora
Apa gauro hapana akuhora
Inzara yega muchivaona
Ingori kepele-kepele-close
Shoot! Shoot! Goal!
Hip hip! Ava havalume
Batai munhu ndauraya (oh-h)
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Sa-actor ndinoita murder, ndinoita murder
Inini ndinoita murder, ndinoita murder
Pafeya ndinofarira zvema-fight
Ndizvo zvinondipinza mukati zvema-fight
Boxing kana kong-fu yese fight
Street fight, yemabhodhoro fight
Inenge ingori bho bho bho bho
Vachisara nemapono-no-no
Cashlibs bho bho bho bho
Rova mhuno iyoyo
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Vanokwanisa kubata, batai munhu ndauraya (oh-h)
Sa-actor ndinoita murder, ndinoita murder
Inini ndinoita murder, ndinoita murder
Pamu! Pamu!
Mr what? Mr chakuti
Mr who? Mr Pamu! Mr follow me
Mr u-uh ah-h u-uh a-ah u-uh
Follow mi den
Ma-ghetto youths musabate mutoriro
ZvaMwari chaizvo kana tichida budiriro
Yoh big up P-Styles
Big up Boss Shanka
Haasi ma-funnies mheni
Yoh Elder Micho
Pamu! Pamu! Pamu! Pamu! Pamu! Pamu! Pamu! Pamu!
Поcмотреть все песни артиста
Other albums by the artist