Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Kwatinobva Kwakasiyana lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Original


Bodyslam Records
P.T.K wah ya say?
Bodyslam all di way
Static mabhanditi haazi mafunny
Check! Check! Check! Check! Check!
Yoh Rori!
I know, I know
Vamwe kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Ini ndega ndokuziva kwandakakurira
Nhamo yandakatamba ndozvizivira
Kurerwa namai vega zvaivakurira
Asi pakudzidza kwangu vaishingirira
Pandaidzingwa vainondikumbirira
Mwedzi wapera, headmaster ndinobhadhara
Chavaida kuona Tawanda achifara
Pane vamwe vana vaida ndisanyara
Taimborara nenzara
Mhamha dzimwe nguva zvaivadzvanya
Kushungurudza, ende zvaivarwadza
Kuona ndichirara ndisina chandadya oh
Asi amai maishingirira
Zvakaoma maingondimiririra
Nhamo yandaitamba maindivharidzira
Ndokutendai amai nokundiriritira
Vamwe kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Ndinokutendaika mbuya vangu
Makandikavhira gap ramai vangu
Gogo, ndimi muri pachipfuva changu
Ndoda muwedzerwe mazuva panyika pano, oh
Isheka ini ndiri nherera
Gogo, ndakakura vachingondichengeta
Ndivo mai nababa vangu
Saka musanditorera
Ndivo zvese zvangu, oh
Oh my! Oh my! Oh-h
Check check! Mbare Music! Check!
I know, I know
Vamwe kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Vamwe kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
P.T.K naCashlibs zvakatosiyana
Killer T naFreeman zvakatosiyana
Iwewe neni takatosiyana
Saka hapana, takatosiyana
Vamwe kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Kwatinobva kwakasiyana siyana
Takarerwa nevanhu vakatosiyana
Iwe nagogo, ini namhamha
Asi gara uchitenda, usangoridza tsamwa
Oh my oh my
Oh my! Oh my! Oh my!
Oh my! Mbare Music
PTK wah ya say?
Oh my oh my
My my my my my
My, my, my, my, my

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists