Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Tichasangana lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Original


Oskid Production
Ndikazvifunga ndinochururudza misodzi
Vamwe vakarwara, vamwe ndeve njodzi
Mwari ndokumbira muite rewind and pause
Mhamha vangu ndimbovaona kabodzi
Kudai zvaibvira mauya sengirozi
Pamwe marwadzo angu mungatonhodze
Dzokai naJesu akaroverwa pacross, yes of course
Tichasangana kudenga neropa raJesu
Nekutenda kunaIshe
Tichasanganiswa
Tichasangana kudenga neropa raJesu
Nokutenda kunaIshe
Tichasanganiswa
Fire mi dem
Ndangariro dzondibaya, ndorangarira vakashaya
Vakayenda ndisingambogaya
Iko zvino ndini ndega ndasara
Vakayenda vacho vakandizvara
Mhuri yedu yaparara-ra-ra-ra-ra-ra-ra-ra
Amai kani, musayende kani
Baba kani, dzokai kani
Mukoma, munin'ina wangu (ambuya)
Mwana wangu (sekuru)
Hanzvadzi yangu musayende kani
Tichasangana kudenga neropa raJesu
Nekutenda kunaIshe
Tichasanganiswa
Tichasangana kudenga neropa raJesu
Nokutenda kunaIshe
Tichasanganiswa
Fire mi dem

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists