Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - I'm Free lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Original


Yo, cash slips
No feelings
Alright den
Disconnecta zvese zviri kukunetsa
Wodini? Wo connecta giya riya re pressure
Alright den, nhasi handina stresi
Mafaro bedzi
Sadhipi yedu ine cash, inovhurika kunge benzi
Smart black and white
Handisi kuda zve fayiti
Kufarawo night, doro nhasi riri pataiti
Nhasi zvangu zvauya ndiri kupisa sembaura
Vanofuma vachitaura kuti bhanditi rashamura
(Huma-huma, huma-huma)
(Huma-huma, huma-huma, huma-huma, huma-huma)
'Cause I'm free
(Huma-huma, huma-huma, huma-huma)
Alright den, ehe ukanzwa ndichiti ndiri free
Ndinenge ndasiya zvinondinetsa ini
Mufaro pano nhasi uri tii
Rega timbochinja ka resipi
Nhasi ndini wako teera pisi
Ndoda kukujoinisa chibhanditi
Hatina stresi, hatina dhifiti saka munhu wese tamba bhiti

Alright den (huma-huma)
Alright den (huma-huma)
Alright den (huma-huma, huma-huma, huma-huma)
'Cause I'm free
(Huma-huma, huma-huma, huma-huma)
Alright den, nhasi handina stresi
Mafaro bedzi
Sadhipi yedu ine cash, inovhurika kunge benzi
Smart black and white
Handisi kuda zve fayiti
Kufarawo night, doro nhasi riri pataiti
Nhasi zvangu zvauya ndiri kupisa sembaura
Vanofuma vachitaura kuti bhanditi rashamura
(Huma-huma, huma-huma)
(Huma-huma, huma-huma, huma-huma)
'Cause I'm free
(Huma-huma, huma-huma, huma-huma)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists