Samcriss Pro Oh na na (oh na na) Holy Ghost ah man love is lovely and war is ugly Check! Babe rangu harisi reku-boxer Haufe wakandiona ndichimuforcer Vanhu ava havana kusimba ka, havadi kurwiswa Chavanoda kudiwa Ko kana une wako usamushushe Paatadza usamurove Tawuriranai, gadzirisanai Ukatungamidza hasha kana kufurirwa neshamwari unomukwadza Asi iwe chawagona hapana Mukadzi wako unenge utori naye mangwana Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Vamwe vedu toziva vanombofarisa Zvimwe iwe pane chauri kushotesa Ari kuda kutokuwonesa Kuti mumwe wangu hauchandikoshesa Nyangwe akakutokonya kachiti handiroveke Iwe ita handikendenge Kupopota kukutuka zvakadzama zvinodzimba Iwe ita handitukike Kana zvanetsa chingobuda uyende Kunofurwa nemhepo hasha dzipere Pane kuda kuswerobatirana mapanga Uchida kuratidza kuti ndini baba When you hear the voices you know It's the voice of the voiceless Ethertone Fabulous Ecoman E Binnie Don't get it twisted Love is a beautiful thing Let love be the only language that we speak And hate be our only enemy In times of misunderstanding with your spouse Remember silence is a virtue And say no to domestic violence Check! Babe rangu harisi reku-boxer Haufe wakandiona ndichimuforcer Vanhu ava havana kusimba ka, havadi kurwiswa Chavanoda kudiwa Kana une wako usamushushe Paatadza usamurove Tawuriranai, gadzirisanai Ukatungamidza hasha kana kufurirwa neshamwari unomukwadza Asi iwe chawagona hapana Mukadzi wako unenge utori naye mangwana Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Vamwe vedu toziva vanombofarisa Zvimwe iwe pane chauri kushotesa Ari kuda kutokuwonesa Kuti mumwe wangu hauchandikoshesa Nyangwe akakutokonya kachiti handiroveke Iwe ita handikendenge Kupopota kukutuka zvakadzama zvinodzimba Iwe ita handitukike Kana zvanetsa chingobuda uyende Kunofurwa nemhepo hasha dzipere Pane kuda kuswerobatirana mapanga Uchida kuratidza kuti ndini baba Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Usamurove, usamurove Kunyangwe akatadza kuremekedza Fara, chitomutekenyedza Mbare mi seh Nemiwo vadzimai mudzimba umu Musanyanyorovawo ana baba Remekedzai, mhere mhere ngadziite shoma Kubatana ndokwakanaka Love is lovely (love is lovely) War is ugly (war is ugly) Ndatenda (ndatenda)