Kishore Kumar Hits

Seh Calaz - Hatipiske lyrics

Artist: Seh Calaz

album: Original


Mboko imboko! Mbavha imbavha
Isu hatiite zvekugwejenura manje
Chibhanditi ichi taita chekutsara
Yoh big up Blings
Check! Check! Check! Check!
Hatipisike! Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipi-!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Ano-blockesa matoyazi aguta (ndini!)
Akatemwa nema-can akaita mbiri (ndini)
Akatuka munhu akatya kudzorera (ndini!)
Akati,"Pakaipa mheni!" (ndini!)
Akavatambisa "Mumota muri kubvira" (ndini!)
Akabhilivhisa mujoma neChiShona (ndini!)
Anoimba ne4-4 ma-voice (ndini!)
Mubhanditi asina zvigunwe mubhutsu
Afamba mbiri achinzi ari ku-bleacher (ndini!)
Anonzi, "Ingori mbavha yekuMbare." (ndini!)
Akatuma Jipazi kunotenga chamba (ndini!)
Akabuda ndikasara ndichiitsara (ndini!)
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Mupfanha anouraya bhasikoro (ndiwe!)
Akayita kuti Styra varambwe (ndini!)
Akavapa shungu dzekutenga rasta (ndiwe!)
Anonzi ane mafiriji paKadoma (ndiwe!)
Ndini ndiri panyanga rega vane daka
Ndini ndine bhora ndosaka vakandimaka
Ndorova smart, ndochena semukaka
Cheuka uwone Jaguar randaka-parker
Ndine hasha madinga ndo-attacker
Ushe madzoro senjuga pamupaka
This time ndiri kumamisa matsaga
Rega vatize mabhanditi kuraga
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Ano-blockesa matoyazi aguta (ndini!)
Akatemwa nema-can akaita mbiri (ndini)
Akatuka munhu akatya kudzorera (ndini!)
Akati,"Pakaipa mheni!"(ndini!)
Akavatambisa "Mumota muri kubvira" (ndini!)
Akabhilivhisa mujoma neChiShona (ndini!)
Anoimba ne4-4 ma-voice (ndini!)
Mubhanditi asina zvigunwe mubhutsu
Afamba mbiri achinzi ari ku-bleacher (ndini!)
Anonzi, "Ingori mbavha yekuMbare." (ndini!)
Akatuma Jipazi kunotenga chamba (ndini!)
Akabuda ndikasara ndichiitsara (ndini!)
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Nyangwe vakauya nemoto hatipisike
Pisike! Hatipisike!
Hatikendenge ende hatipisike

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists