Kishore Kumar Hits

Marshall Munhumumwe - Kumawere lyrics

Artist: Marshall Munhumumwe

album: Greatest Hits 1994-1996

Nyika kwayava kuenda, hapana achaidzora kumawere kunotyisa

Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu

Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva

Vanoti musi waunofa, yaguma kwauri vanosara vosara vachienda mberi
Kana kudovayambira, hapana chaanzwa kwava kungotarisa kwazvinoperera

Vanhu vaye vachatye kufa, vave kutorwira kuda kuona anotanga kufa

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists