Kishore Kumar Hits

Marshall Munhumumwe - Maivepi Pandaikudai lyrics

Artist: Marshall Munhumumwe

album: Kumawere


Maivepiko baba pandaikudai?
Maivepiko imi pandaitambura?
Pandakazvarwa ndichirwara ndaida kurapiswa nemi
Pandaikura ndaida mari yechikoro kwamuri baba
Pandaikura ndaida mbatya dzinobva kwamuri baba
Zvikurukuru ndaida rudo runobva kwamuri baba
Hupenyu hwangu hwakazo womarara nekukushayai
Chikoro ndakaita chekusevenzera kumapurazi
Nhasi ndave kuzvisevenzera hapana wandichada
Ndinoda kuti ndichengete akandichengetawo
Ane moyochena kuchengeta mwana asiri wake
Maivepiko baba pandaikudai?
Maivepiko imi pandaitambura?
Ndipindureiwo pamwe mungandizorodze

Maivepiko baba pandaikudai?
Maivepiko imi pandaitambura?
Pandakazvarwa ndichirwara ndaida kurapiswa nemi
Pandaikura ndaida mari yechikoro kwamuri baba
Pandaikura ndaida mbatya dzinobva kwamuri baba
Zvikurukuru ndaida rudo runobva kwamuri baba
Hupenyu hwangu hwakazoomarara nekukushayai
Chikoro ndakaita chekusevenzera kumapurazi
Nhasi ndave kuzvisevenzera hapana wandichada
Ndinoda kuti ndichengete akandichengetawo
Ane moyochena kuchengeta mwana asiri wake
Maivepiko baba pandaikudai?
Maivepiko imi pandaitambura?
Ndipindureiwo pamwe mungandizorodze

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists