Kishore Kumar Hits

Charles Charamba - Last Supper lyrics

Artist: Charles Charamba

album: Passover Classics


Iko kuponeswa kwangu
(Iko kuponeswa kwangu) kwangu ini
(Kwaisava nyore rakadeuka ropa)
Ndafunga kuponeswa kwangu
(Iko kuponeswa kwangu) kwangu Baba
(Kwaisava nyore rakadeuka ropa)
Zuva raakapandukirwa
(Zuva raakapandukirwa) Jesu
(Akatora chingwa ndokuropafadza)
Uyu muviri wangu
(Uyu muviri wangu) sungano
(YaBaba vekudenga idyai mose)
Akatora mukombe
(Akatora mukombe ndokuuropafadza)
(Akanwa pauri) iri iropa rangu
(Iri iropa rangu rinodururirwe nyika inwai mose)
Jesu ngarumbidzwe
(Jesu ngarumbidzwe) ngarumbidzwe Baba
(Ngarumbidzwe, ngarumbidzwe) Jesu
Jesu ngarumbidzwe
(Jesu ngarumbidzwe) ngarumbidzwe Baba
(Ngarumbidzwe, ngarumbidzwe)
Jesu nganamatwe
(Jesu nganamatwe) nganamatwe Baba
(Nganamatwe, nganamatwe)
Jesu ngaavongwe
(Jesu ngaavongwe) ngavongwe Baba
(Ngaavongwe, ngaavongwe)
Ndafunga kuponeswa kwangu
(Iko kuponeswa kwangu) kwangu Baba
(Kwaisava nyore rakadeuka ropa)
Zuva raakapandukirwa
(Zuva raakapandukirwa) Jesu
(Akatora chingwa ndokuropafadza)
Uyu muviri wangu
(Uyu muviri wangu) sungano
(YaBaba vekudenga idyai mose)
Idyai nguva dzose murangarire
(Uyu muviri wangu sungano)
(YaBaba vekudenga idyai mose)
Akatora mukombe
(Akatora mukombe ndokuuropafadza)
(Akanwa pauri) iri iropa rangu
(Iri iropa rangu rinodururirwe nyika inwai mose)
Inwai nguva dzose murangarire
(Iri iropa rangu rinodururirwe nyika inwai mose)
She Jesu nganamatwe
(Jesu nganamatwe) nganamatwe Baba
(Nganamatwe, nganamatwe) Jesu
Jesu ngarumbidzwe
(Jesu ngarumbidzwe) ngarumbidzwe Baba
(Ngarumbidzwe, ngarumbidzwe)
She Jesu ngaavongwe
(Jesu ngaavongwe) ngavongwe Baba
(Ngaavongwe, ngaavongwe) Jesu

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists