Kishore Kumar Hits

Charles Charamba - Ndinovimba Nemi lyrics

Artist: Charles Charamba

album: Early Hits


Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi ishe
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi ishe
Ndimi mega mambo
Musimudzi wemusoro wangu
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi Jehovha
Ndimi mega mambo munondichengeta panyika
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi Jehovha
Handingavimbe navanhu nokuti vanoshanduka
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi Ishe
Handingavimbe navanhu nokuti vanoshanduka
Ndinovimba nemi baba nokuti makatendeka
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Vamwe vanovimba namabhiza
Vamwe vanovimba nengoro
Ndichavimba naJehovha, wekumusoro kudenga
Vamwe vanovimba namabhiza
Vamwe vanovimba nengoro
Ndichavimba naJehovha, wekumusoro kudenga
Zviri nane kuvimba naMwari
Pane kuvimba navanhu
Vanhu vanoshanduka
Asi Mwari havashanduke
Zviri nane kuvimba naMwari
Pane kuvimba namachinda
Iwo anoparara
Asi Mwari anorarama
Zviri nane kuvimba naMwari
Pane kuvimba navanhu
Vanhu vanoshanduka
Asi Mwari havashanduke
Zviri nane kuvimba naMwari
Pane kuvimba namachinda
Iwo anoparara
Asi Mwari akatendeka
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba nokuti makatendeka
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Baba, Baba ndinovimbawo nemi
Ndinochema kwamuri
Changamire wangu Muponesi
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi Ishe
Panyika ndinoziveiko
Kungokutadzirai mambo
Ndinovimba nemi baba
Ndikanganwireiwo mambo
Zvivi zvangu Ishe ndimi makanyora
Ndinovimba nemi Baba
Ndinovimba nemi Jehovha
Zvitadzo zvangu Baba, Ishe ndimi munoziva
Ndinovimba nemi baba
Ndikanganwireiwo Mambo
Kutaura kwandinoita
Kufunga kwandinoita kungandiparadzanisa nemi
Ndibatsirei Baba
Kutaura kwandinoita
Kufunga kwandinoita kungandiparadzanisa nemi
Ndibatsirei Baba
Kurarama kwandinoita Jesu
Kungandiparadzisa nemi
Ndibatsirei Baba
Kurarama kwandinoita Jesu
Kungandiparadzisa nemi
Ndibatsirei Baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba
Ndinovimba nemi baba nokuti makatende

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists