Kishore Kumar Hits

Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings - Comma lyrics

Artist: Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings

album: Lullaby


Akandiomesera Caro
Shure kwemwedzi miviri chete
Ndave pasi pehuranda huya
Akanditumire gwaro
Akandiomesera Caro
Shure kwemwedzi miviri chete
Ndave pasi pehuranda huya
Akanditumire gwaro
Ndakaritambira ari masikati
Nde-ndere ndendere ndotsvage pekugara
Bhedhenu bhedhenu kuri petenura
Ndichivavarire kurava akanaka mashoko
Ndakashockiwa nawo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
So
Why?
I don't know
,#,#,##,#,#,
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
Nguva yangu neyako yopesana
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa ah
Ziva rudo rwedu rwave matongo
Zvikanzi hona Sam comma
I don't love you anymore
Zvikanzi hona Sam comma
I don't need you anymore
Uchinge wadzoka kubva kuhutapwa-a
Ziva rudo rwedu rwave matongo

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists