Inga wadzoka (Oskid Production)
Haa-ha
Heyewoyewo
Vakanditandanisa nembwa kunge ndivo vachakuroora
Hanzvadzi dzako kutonditsoma nedombo
Zvikanzi hatidi pano mukwasha murombo
Pano pakabaka chitodanai sadombo
Haiwa vakandiridza, mhere ndakairidza
Vakapururudza, vachindishungurudza
Baba vako imboko (mboko)
Tezvara vangu imboko (mboko)
Hanzvadzi dzako imboko (mboko)
Vanatsano vangu imboko (mboko)
Vada kuroora vega mwana uyu, aiwa varamba
Ane ngozi mwana uyu, aiwa varamba
Murombo munhu baba imi, anoda kufarawo
Dai mangondisiya, dai ndangotorawo
Baba vako imboko (mboko)
Tezvara vangu imboko (mboko)
Hanzvadzi dzako imboko (mboko)
Kana mbuya vako imboko (mboko)
Vaida kutamba nerudo
Kutondichemedza moyo wangu
Kutonditorera chibhebhi
Kutondichemedza moyo wangu
Ndinofamba naye (ndiri bho naye)
Ndinomuda mwana wenyu (ndiri bho naye)
Motondikanda mugomba, mheno sevakandizvonda
Vachandiona ndadzoka, kuzotora wandinoda
Baba vako imboko (mboko)
Tezvara vangu imboko (mboko)
Hanzvadzi dzako imboko (mboko)
Vanatsano vangu imboko (mboko)
Vada ndisiyane naye ndidanane ndega
Moyo nemagitare kana ndatsiga
Ndoda kubuda mugota ini, mukoma ndapfidza
Kugona kuva jongwe ini, iwewe tseketsa
Baba vako imboko (mboko)
Tezvara vangu imboko (mboko)
Hanzvadzi dzako imboko (mboko)
Vanatsano vangu imboko (mboko)
Baba vako imboko (mboko)
Tezvara vangu imboko (mboko)
Hanzvadzi dzako imboko (mboko)
Vanatsano vangu imboko (mboko)
Mboko
Mboko
Mboko
Mboko
Поcмотреть все песни артиста
Other albums by the artist