Kishore Kumar Hits

Blessing Shumba - Nyaradzai Vanhu lyrics

Artist: Blessing Shumba

album: Ndi Jesu: Holy Psalms, Vol. 1


Iko kuzvidya moyo kunouraisa
Iko kuzvidya moyo kunouraisa
Shungu dzoparadza asina zivo
Marema ofa nekusaziva
Usatsutsumwa
Usachema chema
Usatsamwa hazvichinji chinhu
Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Vaisichema vaya nekusanyaradzwa
Waivanyaradza ndiwe
Vaisichema vaya nekusanyaradzwa
Waivanyaradza ndiwe
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga

Nhasi zviri kwenyu, inga nhasi wochema
Nhasi zviri kwenyu, inga nhasi wochema
Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Mapfupa asina simba waiasimbisa ndiwe
Mapfupa asina simba waiasimbisa ndiwe
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga, oh

Kutya Mwari kwako ndiro simba rako
Kutya Mwari kwako ndiro simba rako
Nzira dzakarurama ndiyo tariro yako
Nzira dzakarurama ndiyo tariro yako

Pasi idandaro
Tiri kutandara
Tiri kutandara saka ndizvozvo
Miyedzo haiperi kuvatendi
Tiri kutenda
Tiri kuyedzwa saka ndizvozvo

Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Iwe wakasimbisa vasisichema wani
Vaisichema vaya nekusanyaradzwa
Waivanyaradza ndiwe
Vaisichema vaya nekusanyaradzwa
Waivanyaradza ndiwe
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga
Muchivanyengetera
Muchivadzidzisa
Muchivapawo shoko rowedenga

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists