Kubva ndiri mudiki Handina kumboona Akarurama achisiiwa Kubva ndiri mudiki Handina kumboona Akarurama achisiiwa Kana Vana Vake Vachipemha zvokudya Handina kumboona Vana Vake Kana Vana Vake Vachipemha zvokudya Meso aJehovah akatarisa Vakarurama panyika pano Uye Nzeve Dzake, Nzeve Dzake Dzinonzwa kuchema kwavo Angasangana namatambudziko Mazhinji panyika pano Asi Jehovah Anomurwira Obuda paari pose Meso aJehovah Akatarira vose vakarurama Meso aJehovah Akatarira vose vakarurama Uye Nzeve Dzake Dzinonzwa kuchema kwavo Uye Nzeve Dzake Dzinonzwa kuchema kwavo (Ululating) Nako kambo! Minister! Change Gear! Hallelujah! Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!' Ehe! Mwari Aneni Kana uchiziva kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!' Ehe! Mwari Aneni Kana uchitenda kuti Mwari Anewe ingoti 'Ehe!' Ehe! Mwari Aneni Saka All is well All is well It is well It shall be well Mwari Aneni All is well It is well It shall be well Mwari Aneni All is well It is well It shall be well Mwari Aneni Kana uchionekwa naMwari chingoti 'Ehe!' Ehe! Mwari Anondiona Hapana zuva raAnokukanganwa chingoti 'Ehe!' Ehe! Mwari Anondiona Zvaringana Zvakaringana Zvicharingana Mwari Aneni Zvaringana Zvakaringana Zvicharingana Mwari Aneni Zvaringana Zvakaringana Zvicharingana Mwari Aneni Zvaringana Zvakaringana Zvicharingana Mwari Aneni Zvaringana Zvakaringana Zvicharingana Mwari Aneni All is well It is well It shall be well Mwari Aneni All is well It is well It shall be well Mwari Aneni All is well It is well It shall be well Mwari Aneni All is well It is wellt It shall be well Mwari Aneni