Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Makanaka Jesu lyrics

Artist: Minister Michael Mahendere

album: Makanaka Jesu


Comeon and bless Him, and bless Him, and bless Him, and bless Him
Makanaka Jeso, ta-ta-ta-ta-ta-ta-ta
Makanaka Jeso
Simudza ruoko, uchiti, "Makanaka Jeso"
Unochemeiko, unotambudzika?
Hauzivi here kuti kune mumwe wakafira iwe, haa?
Iye anozvigona, cha-cha-cha
Jeso anozvigona, ha
Zvekutura mutoro wako, unorema, anozvigona, hey
Huyai timurumbidze, ha-ha-ha
Huyai timurumbidze, iye anoshamisa
Ishe Jeso, huyai timurumbidze
Unochemachema, unochemachema (unochemachema)
Aiwa watambudzika (unotambudzika)
Hauzivi here? (Hauzivi here kuti kune mumwe wakafira iwe?)
Kuchema unochemeiko? (unochema chema)
Aiwa watambudzika (unotambudzika)
Hauzivi here? (Hauzivi here kuti kune mumwe wakafira iwe?)
Ita, "Jesu makanaka" hayi hayo (makanaka Jesu)
Haiwa Jesu makanaka (makanaka Jesu)
Simudza ruoko rwako (hoo, simudza ruoko)
Simudza ruoko, halleluya, hee makanaka (rwako uchiti, "Makanaka Jesu")
Haiwa Jesu makanaka Mwari 'we hey (makanaka Jesu)
Makanaka Mwari makanaka (makanaka Jesu) makanaka
Hee, simudza ruoko rwako (hoo, simudza ruoko rwako)
Urumbidze, halleluya mananaka (uchiti, "Makanaka Jesu")
Haiwa Jesu tinotenda, tinote- (tinotenda Jesu)
Tinotenda baba, tinotenda baba, tinotenda baba (tinotenda Jesu)
Simudza ruoko rwako (hoo, simudza ruoko)
Murumdidze Mwari, haa, tinotenda (rwako uchiti, "Tinotenda Jesu")
Haiwa Jesu tinotenda (tinotenda Jesu)
Tinotenda, tinotenda, tinotenda (tinotenda Jesu)
Haa, simudza ruoko rwako (hoo, simudza ruoko)
Simudza tinotenda, halleluya tinotenda (rwako uchiti, "Tinotenda Jesu")
You are awesome oh God, you are awesome (You are awesome, oh God)
Awesome, awesome, awesome, awesome (You are awesome, oh God)
As we lift our hands in adoration (as we lift our hands in adoration)
You are awesome, oh (You are awesome oh God)
You are beautiful Lord, beautiful (You are beautiful God)
Beautiful, beautiful, beautiful, beautiful (You are beautiful God)
As we lift our hands, in adoration, in adoration (as we lift our hands in adoration)
Halleluya heya (you are beautiful, God)

Simudza ruwoko rwako, simudza, makanaka (simudza ruoko rwako)
Yeah makanaka (uchiti, "Makanaka Jesu")
Simudza ruwoko rwako, simudza (ho, simudza ruoko)
Makanaka, makanaka, he (rwako uchiti, "Makanaka Jesu")
Simudza ruwoko rwako, simudza (ho, simudza ruoko rwako)
Makanaka, ye makanaka (uchiti, "Makanaka Jesu")
Simudza ruwoko rwako, simudza (ho, simudza ruoko rwako)
Makanaka, heya makanaka (uchiti, "Makanaka Jesu")
Ho-ho-ho (ho-ho-ho) ho-ho (ho-ho-ho) makanaka (makanaka Jesu)
Simudza ruoko uchiti, "Makanaka" ta-ta
Simudza ruoko rwako, uchiti, "Makanaka, makanaka Jeso" ta-ta
Iwe simudza ruoko rwako, nhasi uchiti, "Makanaka, makanaka" haya
Simudza ruoko, ruoko, ruoko, ru- heya makanaka, makanaka
Yee, simudza ruwoko rwako (hoo, simudza ruoko rwako uchiti, "Makanaka Jesu")
Comeon and bless Him, comeon and bless Him
Comeon and bless Him, comeon and bless Him
God bless you

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists