Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo & The Barura Express - Seiko lyrics

Artist: Leonard Dembo & The Barura Express

album: Mai Nevana Vavo


Seiko? Seiko?
Seiko mudiwa uchitiza pamba?
Seiko? Seiko?
Seiko mudiwa uchitiza pamba?
Seiko? Seiko?
Seiko vadiwa muchisiya misha?
Seiko? Seiko?
Seiko mudiwa uchitiza pamba?
Seiko? Seiko?
Seiko mudiwa uchitiza pamba?
Seiko? Seiko?
Seiko vadiwa muchisiya misha?
Seiko? Seiko?
Seiko vadiwa muchisiya misha?
Hama dzangu hadzindide mudiwa
Ndisina ndarama
Hama dzangu hadzindide mudiwa
Ndisina ndaramba
Wauya, wauya, wauya mudiwa
Ndava nerugare
Wauya, wauya, wauya mudiwa
Ndava nerugare
Enda zvako mudiwa wangu handichakuda
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Zvako iwe mudiwa wangu ndozvakanaka
Zvangu ini mudiwa wangu ndezvemahumbwe
Zvako iwe mudiwa wangu ndozvakanaka
Zvangu ini mudiwa wangu ndezvemahumbwe
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Gara zvako mudiwa wangu hauchandida
Asi iwe mudiwa uri mayazi

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists