Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo & The Barura Express - Shiri Yakangwara lyrics

Artist: Leonard Dembo & The Barura Express

album: Shiri Yakangwara


Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguya iripo iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe

Kondo inovaka imba yayo pamanhenga
Kuti pasawana anotora vana vayo
Ngwaraiwe
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga
Kuti pasawana anotora vana vayo
Ngwaraiwe
Inokandira mazai akafanana nevhu
Iyo hurekure kuti vanhu vasaona
Ngwaraiwe

Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguya iripo iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe
Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
Mwanaiwe newewo ngwaraiwe
Kondo inovaka imba yayo pamanhenga
Kuti pasawana anotora vana vayo
Ngwaraiwe

Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako
Zano rako chete ndiro guru pakumisa musha wako
Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunoronga
Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga
Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists