Kishore Kumar Hits

Khiama Boys - Ruregerero lyrics

Artist: Khiama Boys

album: Chiaramo


Ndakumbira ruregerero zvikuru kwazvo
Ndakumbira ruregerero dzinza rekwangu
Ndakumbira ruregerero zvikuru kwazvo
Ndakumbira ruregerero dzinza rekwangu
Imi makafa ini ndisati ndaberekwa
Makafa nezvenyu zvakakuurayayi
Imi makafa ini ndisati ndaberekwa
Makafa nezvenyu zvakakuurayayi
Ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
Hatidi kutambudzana imi vedzinza rekwangu
Ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
Hatidi kutambudzana imi vedzinza rekwangu
Ukafa neshungu ngwarira kumuka
Chipoko ngozi, shave rechidzangaradzimu
Ukafa neshungu ngwarira kumuka
Chipoko ngozi, shave rechidzangaradzimu
Ukafa nekubatabata ngwarira kumuka
Nyoka inoruma kutambudza vapenyu
Ukafa nekubatabata ngwarira kumuka
Nyoka inoruma kutambudza vapenyu
Shungu dzako ndedzeyiko? Muka uite mupenyu
Kwete kumuka chipoko, apo ndaramba
Shungu dzako ndedzeyiko? Muka uite mupenyu
Kwete kumuka chipoko, apo ndaramba
Seiko vedzinza muchidaro vana?
Seiko vedzinza muchidaro vana?
Seiko vedzinza muchidaro isu?
Ukafa neshungu ngwarira kumuka
Chipoko ngozi, shave rechidzangaradzimu
Ukafa neshungu ngwarira kumuka
Chipoko ngozi, shave rechidzangaradzimu
Ukafa nekubatabata ngwarira kumuka
Nyoka inoruma kutambudza vapenyu

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists