Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Vana Varikuchema lyrics

Artist: Stella Chiweshe

album: Double Check


Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema apa, aah
Ndipinde ndakadai nekokoko
Ndifambe ndakadai nekukuku
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Yangova misodzi nemisodzi ambuya
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Kuno vari kuchema
Kokoko vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana venyu havachina nzeve ambuya

Pawakainda kuchikoro
Pamakanga mati vanokwekweta
Chirudzi chochocho
Ivo ndokuno kwekwetwako
Zvino vari kuchema
Ambuya vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema

Honaika vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana

Hamungandinzwa varume
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Mativi mana
Here iye, iye, iye, iye, iyerere
Hwere uwe, uwe, uwe, uwe, uwerere

Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Gore riye pamakarivereketa iri
Ndiani akakunzwai kuti mati kudii
Gore riye pamakarivereketa iri
Ranhasizve

Takarinzwa

Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana
Kuchemana nakuchemana

Here iye, iye, iye, iye, iyerere
Here iye, iye, iye, iye, iyerere
Here, iye, iyerere
Here iye, iye, iye, iye, iyerere
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema
Vana vari kuchema

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists