Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Manja lyrics

Artist: Stella Chiweshe

album: Talking Mbira

Pamusoroi

Nyaya iripo ndeyekuti uchisvikawo pamba pevanhu
Uchisvikawo pamusha pevanhu, wuchira wombera
Wosvika wogara pasi wokwaziswawo
Haikona kuita sezvinonzi uri kubata maoko
Kusvika uyu mba, uyu mba, uyu mba
Chagove chiiko nhai?
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Manja yarasika
Muchisvikawo pamusha pevanhu
Pamba pevanhu
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Nekuti akanaka honaka akanaka
Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma
Nekuti akanaka honaka akanaka
Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma

Wogara pasi wokwaziswawoka
Ko kuti aiwa, ko makadiiko nekunobviwa changamire
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Dzorerai manja mumaoko mawo
Ndozvinganetse chete izvozvo iwo aripo manja
Hapano Chawapiwa
Nekuti akanaka honaka akanaka
Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma
Nekuti akanaka honaka akanaka
Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma
Eh, kwaziwaika Mazvimbakufa

Nekuti akanaka honaka akanaka
(Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma)
Nekuti akanaka honaka akanaka
(Nokuti akanaka kunge domwe remvura pasi paoma)
Eh, makadiiko Nzonzi

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists