Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Huya Uzoona lyrics

Artist: Stella Chiweshe

album: Chiweshe: Chisi

Huya uzoona, huya uzoona
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona, huya uzoona (chembere dziri kuchoto)

Huya uzoona, huya uzoona (chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba(chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona, huya uzoona (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
(Chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto,chembere dziri kuchoto)

Huya uzoona vakomana nemi vasikana
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona vakomana nemi vasikana (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Iwe! Iwe! Iwe! (chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto)
Herere! (chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto)

Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe

Huya uzoona, huya uzoona
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona (chembere dziri kuchoto), huya uzoona (chembere dziri kuchoto)

Huya uzoona (chembere dziri kuchoto) vakomana nemi vasikana (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona chaikuda kana chokuramba (chembere dziri kuchoto)
Huya uzoona nzeya (chembere dziri kuchoto), huya uzoona nzeya (chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto, chembere dziri kuchoto

Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Tiki yangu yarasika maiwe matichara iwe
Inyaya iyoyo! Inyaya
Chembere dziri kuchoto

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists