Kishore Kumar Hits

Stella Chiweshe - Ndikafa lyrics

Artist: Stella Chiweshe

album: Ambuya

Kana ndikafa
Musare zvakanaka nevana vangu
Ini handine hama iniwe (ndofire nyika, ndofire nyika)
Kana ndikafa (ndofire nyika, ndofire nyika)
Musare zvakanaka nevana vangu (ndofire nyika, ndofire nyika)

Ini handine hama mukandiona ini handine hama (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ini handine hama iniwe (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ini handine hama munondiona handine (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ini handine hama iniwe (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ndofire nyika, ndofire nyika
Ndofire nyika, ndofire nyika
Ndofire nyika, ndofire nyika
Ndofire nyika, ndofire nyika

Ndofire nyika

Ini handine hama munondiona handine hama
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Kana ndikafa (ini hanine hama, ini handine hama)
Musare zvakanaka nevana vangu (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Kana ndikafa (ini hanine hama, ini handine hama)
Musare zvakanaka nevana vangu (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama, ini handine hama
Ini handine hama, ini handine hama

Chiri mumusakasaka chinozvinzwira

Kana ndikafa
Musare zvakanaka nevana vangu
Ini handine hama iniwe (ndofire nyika, ndofire nyika)
Kana ndikafa (ndofire nyika, ndofire nyika)
Musare zvakanaka nevana vangu (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ini handine hama iniwe (ndofire nyika, ndofire nyika)
Ini handine hama munondiona handine hama (ndofire nyika, ndofire nyika)

Ndarireva
Ndofire nyika, ndofire nyika
Ndofire nyika, ndofire nyika

Tindiwu, tindiwu
Tindiwu, tindiwu
Tindiwu, tindiwu
Tindiwu, tindiwu
Tsugururu
Tsugururu
Ini handine hama munondiona handine hama
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Kana ndikafa (ini hanine hama, ini handine hama)
Musare zvakanaka nevana vangu (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama munondiona handine hama (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama iniwe (ini hanine hama, ini handine hama)
Ini handine hama

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists