Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Hurombo lyrics

Artist: Thomas Mapfumo

album: Roots Chimurenga


Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo

Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hurombo vakomana iwe
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hona ndiwe wakandiramba
Hona wakandirambira hurombo
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)

Baba vemwana iwe
Baba vemwana iwe dzokai
Baba vemwana iwe
Baba vemwana iwe dzokai
Hona ndiwe wakandisiya
Hona wakandisiyira hurombo
Hona ndiwe wakandisiya
Wakandisiyira hurombo
Hona ndiwe wakandisiya
Wakandisiyira hurombo
Hona ndiwe wakandisiya
Wakandisiyira hurombo

Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Handina mari iwewe
Ndiri murombo iwe
Handina mari mukadzi wangu
Ndiri murombo iwe
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)
Hwere iyeye here haheehe
(Rega ndisununguke)
Hwere iyeye here yeyeye
(Rega nditambarare)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists