Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Ndozvauri lyrics

Artist: Thomas Mapfumo

album: Chimurenga Masterpiece


Hauna musoro chikomana
Hauna musoro chikomana
Hauna musoro chikomana
Hauna musoro chikomana
Ndaneta newe, ndaneta newe
Ndaneta newe, ndaneta newe
Ndaneta newe, ndaneta newe
Ndaneta newe, ndaneta newe
Ndaneta newe, ndaneta newe
Ndaneta newe, ndaneta newe
Hauna mari chikomana
Hauna mari chikomana
Hauna mari chikomana
Tsika dzako dzemusango horendehaa
Tsika dzako dzemusango horendehaa
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusiya kare, kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakuregera kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusvipira pasi)
Kukaro roorwa asikana kani
Kukaro roorwa asikana kani
Kukaro roorwa asikana kani
Kukaro roorwa asikana kani
Mwana wawakandipa ndinaye
Mwana wawakandipa ndinaye
Mwana wawakandipa ndinaye
Vabereki havana pfuma yako iwe
Vabereki havana pfuma yako iwe
Vabereki havana pfuma yako iwe
Vabereki havana pfuma yako iwe
(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta)
(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusiya kare, kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakuregera kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusvipira pasi)
Ndasunga mbatya ndayenda ini
Ndasunga mbatya ndayenda ini
Ndasunga mbatya ndayenda ini
Ndasunga mbatya ndayenda ini
Nhamo yangu yekuroorwa asikana
Nhamo yangu yekuroorwa asikana
Nhamo yangu yekuroorwa asikana
Nhamo yangu yekuroorwa asikana
Nhamo yangu yekuroorwa asikana
Nhamo yangu yekuroorwa asikana

(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta)
(Zviito zvako zvemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Tsika dzako dzemusango maihwe ndaneta)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusiya kare, kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakuregera kare)
(Dai ndaiziva kuti ndozvauri chikomana)
(Ndingadai ndakakusvipira pasi)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists