Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Jairosi lyrics

Artist: Thomas Mapfumo

album: Chimurenga Masterpiece

Jairosi wakashata iwe
Moyo wako wakashata iwe
Zviito zvako zvakashata iwe
Jairosi wandirova iwe
Jairosi wandirova iwe
Jairosi ndode kuenda iwe
Jairosi iwe, ndode kuenda iwe
Imba yako ndaisiya iwe
(Wanoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)

Jairosi unoshusha iwe
Jairosi unoruta iwe
Jairosi unoshusha
Jairosi unoshusha
Jairosi wandirova
Jairosi meso meso
Jairosi meso meso
Jairosi wakashata
Vana vako ndavasiya iwe
Vana vako ndavasiya iwe
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)

Jairosi wandinetsa iwe
Zviito zvako zvakashata iwe
Moyo wako wakashata iwe
Jairosi handichakuda iwe
Jairosi handichakuda iwe
Jairosi iwe, ndakusiya iwe
Jairosi iwe, ndakusiya iwe
Jairosi iwe, ndode kuyenda iwe
Jairosi iwe, ndode kuyenda iwe
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)

(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)
(Anoshaina iwe ndode kuenda, ndoenda ndega)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists