Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Usatambe Nenyoka lyrics

Artist: Thomas Mapfumo

album: Mabasa

Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka)
Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Inorumira muvhu (inorumira muvhu)
Inorumira muvhu (inorumira muvhu)
Wotorova musoro (wotorova musoro)
Wotorova musoro (wotorova musoro)
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo

Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu)
Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu)
Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa)
Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa)
Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya)
Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya)
Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza)
Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza)
Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza)
Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Pachedu!

Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu)

Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Pachedu!

Heiye-iyere hondeha-ndeha
Hoiye-iyere hondeha-ndeha
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere baba Muchadura
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha ndeha
Hoiye-iyere baba Muchadura
Hondeha handeha handeha ndeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere hiya-a horere
Hondehandeha handehandeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere iha-a iherere
Hondeha handeha handeha ndeha
Famba zinganganga hiya ha-a ndehondende
Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende
Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende
Tamba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Hondeha handeha handeha
Hondeha handeha handeha
Hondendere baba Muchadura woye
Hondeha ndeha hondeha
Hondende mai vaMuchaneta
Pachedu!

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists