Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Muchoni lyrics

Artist: Thomas Mapfumo

album: Mabasa


Vakomana ndakanga ndachona
Ndanga ndachona paAzania
Mai nababa handichavaziva
Ndakavasiya kare karewo
Ndakaendako ndisina mhuri
Nhasi ndadzoka ndaanemhuri
Vakomana ndakaenda kare
Nhasi uno ndafunga kumusha
Vanun'una ndanga ndakanganwa
Hanzvadzi dzangu handichadziziva
Ndakavaona kare karewo
Vakomana makaite basa
Vakomana makaite basa
Vakomana makatore nyika
Vakomana makatore nyika
Kwedu kure handaikusvika vakomana imi
Kwedu kure handaikusvika
Ndatosvikako mvura yanaya vakomana

Mukoma Jerry, mangwana kumusha
Mukoma Jerry, mangwana kumusha
Mukoma Jerry, mangwana kumusha
Mukoma Jerry, mangwana kumusha
Mukoma Jerry, mangwana kumusha
Mangwana kumusha
Mangwana kumusha
Mangwana kumusha
Amai nababa musandicheme
Amai nababa musandicheme
Amai nababa musandicheme
Amai nababa musandicheme
Amai nababa ndiri kuuya
Ndiri kuuya
Ndiri kuuya
Ndiri kuuya
Ndiri kuuya
Mukadzi nevana ndavataurira
Mukadzi nevana ndavataurira
Mhuri yangu yose ndaitaurira
Mhuri yangu yose ndaitaurira
Mhuri yangu yose ndaitaurira
Mhuri yangu yose tiri kuenda
Tiri kuenda
Tiri kuenda
Tiri kuenda
Tiri kuenda
Pee, chitima icho, kubva Jubheki naMuchoni
Wanga vachona mwana uyu
Inzwa unzwe kuchema kuri kuita amai pamba
Kupururudza mupururu
Wauya Muchoni, wauya Muchoni
Pururudzai wauya Muchoni
Wanga wachona mwana wangu
Wanga wachona, wauya nemhuri yake Muchoni
Batai huku Muchoni wauya, batai huku wauya Muchoni
Pemberai, wanga wachona mwana wangu
Pemberai Muchoni wauya
Pururudzai wauya Muchoni

Ndiri kuuya
Ndiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Tiri kuuya
Wanga wachona mwana wangu
Wauya Muchoni, farai kani vasikana
Muchoni wauya, wauya nemhuri yake Muchoni
Wanga wachona Muchoni, pururudzai wauya Muchoni kani
Batai huku Muchoni wauya
Wauya Muchoni, wauya mwana wangu
Wauya nemhuri yake Muchoni
Wanga wachona Muchoni

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists