Kishore Kumar Hits

Bling4 - Isai Kupenya lyrics

Artist: Bling4

album: Isai Kupenya


Four

Yah (Ayo Mag, wont you hit 'em up?)
Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda)
Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima (kwacho kune rima)
Pakutoda Jeso aise kupenya (aise kupenya)
Pakutoda Jeso aise kupenya (yah)
Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze
Nhamo dzangu handingadzipedze, yah (nhamo dzangu handingadzipedze)
Pakutoda Jeso aise kupenya (Jeso aise kupenya)
Pakutoda Jeso aise kupenya
Simbi dzacho i-heavyweight, dziri kundiremera
Pressure everyday (pressure everyday) stress everyday (stress everyday)
Ndambotenga Label, ndichifunga kuti zvingaserere
But hazvisi kushanda (hazvisi kushanda)
Ndichingodzokera kuita sober zvinondibereka
Dhiri rakutopera zvinobva zvadhakwa (zvadhakwa)
Mota ichingozara, inobva yagarwa ne-police
Manheru vezvikwereti vanobva vamhara (vamhara)
Disaster, vanokusvikira vari mu-que kunge vamboudzana (vamboudzana)
Hapana zviripo apa (hapana zviripo apa)
Kana tiri kunze tenge tichingo disguiser (disguiser) kuvhara-vhara (kuvhara-vhara)
But manheru hope hadziuye (hope hadziuye)
Ndenge ndichi-hider pain mukaona ndichi-smiler (ndichi-smiler)
Kana zvanetsa, (kana zvanetsa) ndozongoti kumba kwenyu handiuye
Depression (depression)
Stress yakandinama, but ndine patience (ndine patience)
Action (action), ndoramba ndichizama kusvika ndasvika
Ndoramba ndichi-try kusvika ndasvika (kusvika ndasvika)
Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda)
Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima
Pakutoda Jeso aise kupenya (pakutoda Jeso aise kupenya) yah
Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze
Nhamo dzangu handingadzipedze, yah (nhamo dzangu handingadzipedze)
Pakutoda Jeso aise kupenya (uhm)
Pakutoda Jeso aise kupenya (yah)
Ndirikuzama kuzvibatanidza but hazvisi kubatana (hazvisi kubatana)
Kuzama kuzvinanganisa but hazvisi kunangana (hazvisi kunangana), eh
Ku-church Pastor varikuti, "Fire-fire, isai mawaya-waya muyambuke"
Yah, tomatora kupi mawaya-waya?
'Cause pataikura zvaingozi, "Kurai muone" (kurai muone)
"Svikai, huyai mutore" (svikai, huyai mutore)
Ndarara nemwana wevanhu, zvonzi, "Mukwasha, huyai muroore"
Nyaya yacho handichaigone, muma-streets hamuchandione
Ndakugara ndakazvitinya, ndakugara ndakazvi... yah
Ndine kwandiri kubva nekwandiri kuyenda (kwandiri kuyenda)
Kumashure kune rima, kumberi kwacho kune rima
Pakutoda Jeso aise kupenya, pakutoda Jeso aise kupenya
Ndorota ndiri mundege, ndomuka ndiri mumagumbeze
Nhamo dzangu handingadzipedze, yah
Pakutoda Jeso aise kupenya
Pakutoda Jeso aise kupenya

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists