Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Tezvara lyrics

Artist: Leonard Dembo

album: Nhamo Moto

Tezvara vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo?
Ambuya vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo?

Handina ruvengo
Handivavengi
Handina ruvengo

Chakanaka chete kuroorerana
Ngatikudzei chete kuroorerana

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists