Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Ruchiva lyrics

Artist: Leonard Dembo

album: Nhamo Moto

Nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera

Nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu

Nhamo yandakura nayo ini tete, yamakandisiya ndichakadai

Nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai

Nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera
Nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu
Nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai
Nhasi vave neruchiva ava baba, makandisiya ndiri nherera
Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu
Nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai

Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri nherera

Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu
Nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists