Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Kuziva Mbuya Huudzwa lyrics

Artist: Leonard Dembo

album: Kuziva Mbuya Huudzwa

Ndikafunga zvinondinetsa ini
Zveupenyu hwangu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo?
Ndikafunga zvinondinetsa ini
Zveupenyu hwangu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo?
Vakuru vakasiya musha uyu
Kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
Vakuru vakasiya musha uyu
Kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
Hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
Zvinoda ambuya vamaDube isu hatingazive
Hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
Zvinoda ambuya vamaDube isu hatingazive
Kuziva mbuya huudzwa kani
Huudzwa, huudzwa kuziva mbuya huudzwa

Ndikafunga zvinondinetsa ini
Zveupenyu hwangu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo
Ndikafunga zvinondinetsa ini
Zveupenyu hwangu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo
Vakuru vakasiya musha uyu
Kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
Vakuru vakasiya musha uyu
Kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
Hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
Zvinoda ambuya vamaDube isu hativazive
Hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
Zvinoda ambuya vamaDube isu hativazive
Kuziva mbuya huudzwaka
Huudzwa huudzwa kuziva mbuya huudzwa
Kuziva baba huudzwaka
Huudzwa huudzwa kuziva baba huudzwa
Kuziva mai huudzwaka
Huudzwa huudzwa kuziva mai huudzwa
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka

Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka
Ndiyamurei ambuya
Dzinza rangu ndirizivewoka

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists