Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Ngwarirai Ngozi lyrics

Artist: Leonard Dembo

album: Ndiri Mudiki


Mukoma dananai namudhara wenyu
Siyanai nepfungwa dzamuinadzo idzi

Mukoma dananai namudhara wenyu
Siyanai nepfungwa dzamuinadzo idzi

Mukoma dananai nababa venyu
Siyanai nepfungwa dzamuinadzo idzi

Mukoma dananai nababa venyu
Siyanai nepfungwa dzamuinadzo idzi

Mudhara vane zvakawanda zvinovanetsa
Vozviudza aniko muchivavenga?

Vanochema, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu," imi muripoka

Vanongoti, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu dzisingapere."

Vanochema, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu," imi muripoka

Vanochema, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu dzisingapere."

Vanochema, "Nhamo dzangu inika!
Nhamo dzangu," imi muripoka

Chenjerai ngozi mukoma
Chenjerai ngozi nababa
Chenjerai ngozi mukoma
Chenjerai ngozi nababa
Ngwarirai ngozi mukoma
Ngwarirai ngozi nababa

Vanongoti, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu," imi muripoka!

Vanochema, "Nhamo dzangu inika
Nhamo dzangu," imi muripoka!

Chenjerai ngozi mukoma
Chenjerai ngozi nababa
Chenjerai ngozi mukoma
Chenjerai ngozi nababa
Ngwarirai ngozi mukoma
Ngwarirai ngozi nababa
Ngwarirai ngozi mukoma
Ngwarirai ngozi nababa

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists