Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Mai nevana vavo lyrics

Artist: Leonard Dembo

album: Mai nevana vavo (In the Bush)

Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu
Uchiti unondida

Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni

Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya muchero werudo

Uchiti unondida (dhiya iwe)

Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni

Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya michero yerudo

Taidana kare kare, taidanana wani
Taidana kare kare, taidanana wani
Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani
Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani
Taidana kare kare, taidanana wani
Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe

Asi newe dhiya wangu uri rough
Ungandirongere kebheji

Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji
Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji
Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji

Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe (shuwa)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists