Kuwanda kwemakereke
Ndaifunga kuti nhamo yapera
Nyika yatendeuka
♪
Kuwanda kwemakereke
Ndaifunga kuti nhamo yapera
Nyika yatendeuka
♪
Handina kuziva kuti
Kuwanda kwemakereke
Mhosva ndiko kuwanda kwadzo
♪
Handina kuziva kuti
Kuwanda kwemakereke
Mhosva ndiko kuwanda kwadzo
♪
Varipo vaye, vaye
Vanopfeka dehwe rembudzi
Apo vari shumba
♪
Varipo vaye, vaye
Vanopfeka dehwe rembudzi
Apo vari shumba
♪
Hapana anovimbika
Munhu ave kutyisa
Munhu ave chikara
♪
Hapana anovimbika
Munhu ave kutyisa
Munhu ave chikara
♪
Dai paiva nechikero
Chekupima-pima
Munhu wese kuti amire papi
Dai paiva nechikero
Chekupima-pima
Munhu wese kuti amire papi
Dai paiva nechikero
Chekuyera-yera
Pfungwa dzomunhu kuti agozvibata
Dai paiva nechikero
Chekuyera-yera
Pfungwa dzomunhu kuti agozvibata
♪
Dai paiva nechikero
Chekupima-pima
Munhu wese kuti amire papi
Dai paiva nechikero
Chekupima-pima
Munhu wese kuti amire papi
Dai paiva nechikero
Chekuyera-yera
Pfungwa dzomunhu kuti agozvibata
Dai paiva nechikero
Chekuyera-yera
Pfungwa dzomunhu kuti agozvibata
Поcмотреть все песни артиста
Other albums by the artist