Kishore Kumar Hits

Pengaudzoke - Uchasiya Imba lyrics

Artist: Pengaudzoke

album: Pengaudzoke Greatest Hits, Vol. 1

Handina here kumbozvitaura kuti uchasiya imba?

Handina here kumbozvitaura kuti uchasiya vana?

Nyika ihombe, mafaro haapere
Nyika ihombe, mafaro haapere
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu

Wovimba nambuya zvavari vapenyu
Wovimba nambuya zvavari vapenyu
Koo mbuya vakafa, vachasara naani?
Koo mbuya vakafa, vachasara naani?
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Ndokudai mese

Handei zvedu, wasarireyi
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists