Kishore Kumar Hits

Pengaudzoke - Pese Pandagarira lyrics

Artist: Pengaudzoke

album: Seiko Kuonda


Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Vana vangu vese vakurira munhamo
Vana vangu vese vakurira munhamo
Kana neni baba wavo ndakurira munhamo
Kana neni baba wavo ndakurira munhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Vabereki vangu vese vakurira munhamo
Vabereki vangu vese vakurira munhamo
Kana neni mwana wavo ndakurira munhamo
Kana neni mwana wavo ndakurira munhamo
Vabereki vangu vese vakurira munhamo
Vabereki vangu vese vakurira munhamo iyo
Kukumbira mari kuhama dzangu vanogara pasi
Kukumbira mari kuhama dzangu vanogara pasi
Vanogara pasi nevavakidzidzani kunyeya ini
Vanogara pasi nevavakidzidzani kunyeya ini
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Hokoyo
Zvangu zvaoma ini pasi pano vakomana woye
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo
Vana vangu vese vakurira munhamo
Vana vangu vese vakurira munhamo
Kana neni baba wavo ndakurira munhamo
Kana neni baba wavo ndakurira munhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo
Pese pese pandagarira kufunga nhamo iyo

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists