Kishore Kumar Hits

Njerama Boys - Rudo lyrics

Artist: Njerama Boys

album: Goneso


Nhaiwe mwari woye
Rumamisa nzira dzose ndimutore Rudo ndigare naye
Nhaiwe mwari woye
Rumamisa nzira dzose ndimutore Rudo ndigare naye
Vegodo vaye varipo
Furatidza moyo wake ndimutore Rudo ndigare naye
Vegodo vaye varipo
Furatidza moyo yavo ndimutore Rudo ndigare naye
Tigare naye tichifara
Ruramisa nzira dzose ndimutore Rudo ndigare naye
Tigare naye tichifara
Ruramisa nzira dzose ndimutore Rudo ndigare naye)
Vane mari vaye vamuchonya
Furatidza moyo yavo ndimutore Rudo ndigare naye
Vane mari vaye vamuchonya
Furatidza moyo wake ndimutore Rudo ndigare naye
Mwari Baba samatenga garai nesu Mesiya(Mesiya Mesiya garai nesu)
Komborera rudo (Mesiya Mesiya garai nesu)
Komborera rudo (Mesiya Mesiya garai nesu)
Vane mari dzave shumba garai nesu Mesiya (Mesiya Mesiya garai nesu)
Vane mari dzave shumba garai nesu Mesiya (Mesiya Mesiya garai nesu)
Komborera imba iyo(Mesiya Mesiya garai nesu)
Komborera imba iyo (Mesiya Mesiya garai nesu)
Meso angu ndiro bofu garai nesu Mesiya (Mesiya Mesiya garai nesu)
Meso angu ndiro bofu garai nesu Mesiya (Mesiya Mesiya garai nesu)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists