Mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa wangu P
Kutambura kwako mudiwa ndekwanguwo

Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe wangu P
Rudo rwako mudiwa rwakadzama

Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokunetsa mumoyo
Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokutambudza mupfungwa

Nyarara zvako iwe
Kutambura kwako kose
Nyarara zvako iwe
Kuchapera kose
Nyarara zvako iwe
Kurwadza kwako kose
Nyarara zvako iwe
Ndichakupedza kose
Nyarara zvako iwe
Kutambura kwako kose
Nyarara zvako iwe
Kuchapera kose
Nyarara zvako iwe
Kurwadza kwako kose
Nyarara zvako iwe
Ndichakupedza kose
Simudza, simudza, simudza, simudza, simudza, simudza
Tamba, tamba, tamba, tamba, tamba, tamba, tamba
Поcмотреть все песни артиста