Apostle Rev T T Chivaviro - Ebenezer (feat. Charles Charamba,, Rumbi Zvirikuzhe, Noel Zembe, Kudzi Nyakudya, Pastor Lawrence Haisa, Mechanic Manyeruke & Bethany Pasinawako) lyrics
Artist:
Apostle Rev T T Chivaviro
album: Ebenezer- Tiri Munyasha (10th Album)
Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano ♪ Nhasi toti mhururu kumatenga! Tine mufaro wakawedzerwa 'She! Munhu wese tamba iwe, munhu wese imba iwe! Iti "Jehovha vatisvitsa pano." Zuva ranhasi izuva remufaro Zuva ranhasi nderekupembera Vechidiki nekuku, vechikuru nekoko Titi Jehovah matisvitsa pano Zuva ranhasi izuva remufaro Zuva ranhasi nderekupembera Nekuku, nekoko Titi Jehovah vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Hazvaiva nyore kuti tisvike pano Pakutanga zvinhu zvairema Tisingafungire kuti zvichabuda Asi Jehovah vatisvitsa pano Zvakatora nguva, zvakatora makore Zvakatora ziya rangu ini Zvakatora hushingi asi Jehovah vatisvitsa pano baba! Ebanezer! Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano (Ebenezer) Tinoti Ebenezer! (Ebenezer) Nesuwo tiri munyasha (tiri munyasha Baba) Zvairema (zvairema) zvichirwadza (zvichirwadza Baba) asi Jehovha vatisvitsa pano Hmm, pane vakazvisiya baba Vakati hazvibudi Asi nekushinga, zvakaita baba Jehovah vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! (Ebenezer! Ebenezer! Baba) Nesuwo tiri munyasha Zvairema (tatenda) zvichirwadza (tatenda Baba) Asi Jehovha (halleluya) vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! (Ebenezer!) Nesuwo tiri munyasha (ho tiri munyasha) Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Mazwi emhandu makaashaisawo basa Dutu renyika makarishaisawo simba Mavasesedza vana venyu munzira izere neminzwa Jesu isu tasvika pano! Hatirwi nenyama, kana neropa Jehovah wakatirwira Nhasi uno toimna, toimba Jehovah vatisvitsa pano! Hallelujah matisvitsa pano Baba! Hallelujah matisvitsa pano Zvirokwazvo Mwari wangu matisvitsa pano Helele iya helele Baba vangu taiti zvinorema Baba vangu nemi zvakagoneka Helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya) Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo) Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Tinoti Ebenezer! (Halleluya, halleluya) Nesuwo tiri munyasha (helele! Iya-heya, iyaa, iyo-hiyo hoo) Zvairema, zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano Daidzira uti, Mwari vatigonesa Mwari vatikundisa Ndinotaura mamwe makore mazhinji kwamuri! Makore akazara nenyasha norufaro nerudo Makore akazara norugare nebudiriro Tinoti Ebanezer! Ebanezer Mwari matisvitsa pano! Ebanezer Mwari matigonera, hallelujah Glory be unto Jesus! Tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Zvairema, (hoo pamwe) zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano (Isu) tinoti Ebenezer! Nesuwo tiri munyasha Pamwe (zvairema) pamwe (zvichirwadza asi Jehovha vatisvitsa pano) (Isu) tinoti Ebenezer! Hoo, nesuwo tiri munyasha Pamwe (zvairema)
Поcмотреть все песни артиста
Other albums by the artist